\v 6 Ena asava mutendi mutsva, kuti aregere kuzvikudza, akawira mukutongwa kumwe naDhiabhorosi. \v 7 Uyezve, unofanira kupupurirwa zvakanaka nevari kunze, kuti aregere kuwa nokubatwa nemusungo waDhiabhorosi.