1 line
359 B
Plaintext
1 line
359 B
Plaintext
\c 3 \v 1 Ishoko rechokwadi, rokuti: kana munhu echitsvaka basa remutariri, unoda basa rakanaka. \v 2 Nazvo mutariri unofanira kuva munhu usina chaangapomerwa, murume wemukadzi umwe chete, wakangwara, wakachenjera, unomugarire wakafanira, unoitira vamweni rudo, unoziya kudzidzisa. \v 3 Usingadi waini, usingarwi, asi munyoro, usinegakava, usingakariri mare. |