ndc-x-chidanda_1ti_text_reg/02/08.txt

1 line
359 B
Plaintext

\v 8 Ndinoda kuti varume vanyengetere panzvimbo dzeshe, vachisimudza mavoko matsvene, vasina kutsamwa nenharo. \v 9 Saizvo, kuti vakadzi vashonge ngubo dzakafanira, vanekunyara nokuzvidzora; vasina nevhudzi rakarukwa, nendarama, kana maparera, kana ngubo dzinorha mari jinji. \v 10 Asi ngavapfeke mabasa akanaka, sezvinofanira vakadzi vanoti tinonamata Mwari.